La Biblia Online

- Anuncios -




Rute 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino akati kuhama yomumba: Naome, uya wakadzoka acibva kunyika yaMoabi, unoɗa kuteŋgesa mugoʋe wenyika waiʋa womunuŋuna weɗu Erimereki;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino akati kuhama yomumba, “Naomi, uya wakadzoka achibva kunyika yaMoabhu, unoda kutengesa mugove wenyika waiva womunun'una wedu Erimereki;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Bhoazi akasuma nyaya kune hama yake iya, muridzi wenhaka achiti, “Naomi uya akadzoka achibva kuMoabhu ari kutengesa munda waiva waErimereki.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Bhoazi akasuma nyaya kune hama yake iya, muridzi wenhaka achiti, “Naomi uya akadzoka achibva kuMoabhu ari kutengesa munda waiva waErimereki.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo akati kuhama yapedyo, mudzikinuri, “Naomi uya akadzoka kumusha kubva kuMoabhu, ari kutengesa munda waiva waErimereki hama yedu.

Ver Capítulo Copiar




Rute 4:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios