Obadia 1:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ucafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munuŋuna wako simba, ucaparadzwa nokusiŋgaperi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira mun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuda kwokuti wakarwisa mununʼuna wako Jakobho, uchafukidzwa nenyadzi; uchaparadzwa nokusingaperi. Ver Capítulo |