Numeri 7:59 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)59 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caGamarieri, mŋanakomana waPedazuri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200259 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaGamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waGamarieri mwanakomana waPedhahizuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona59 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waGamarieri mwanakomana waPedhahizuru. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi59 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chakanga chiri chipiriso chaGamarieri mwanakomana waPedhazuri. Ver Capítulo |