La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 7:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

51 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 kwoti handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 kwoti handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete uye mukono wegwayana wegore rimwe chete, kuti zvive chipiriso chinopiswa;

Ver Capítulo Copiar




Numeri 7:51

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios