Numeri 6:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mazuʋa ose okupika kwake kuɀitsaura haafaniri kuʋeʋurwa musoro wake neciȿo; unofanira kuʋa mutȿene, nevudzi romusoro wake unofanira kurirega rireɓe, kuȿikira mazuʋa apera aakaɀitsaurira Jehova nawo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Mazuva ose okupika kwake kuzvitsaura haafaniri kuveurwa musoro wake nechiso; anofanira kuva mutsvene, nevhudzi romusoro wake anofanira kurirega rirebe, kusvikira mazuva apera aakazvitsaurira Jehovha nawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Mazuva ose aanenge akazvipikira kuva muNaziri ngaarege kuveurwa vhudzi, kana ndebvu dzake nokuti akazviturira kuna Tenzi. Saka ngaarege vhudzi rake richireba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Mazuva ose aanenge akazvipikira kuva muNaziri ngaarege kuveurwa vhudzi, kana ndebvu dzake nokuti akazviturira kuna Tenzi. Saka ngaarege vhudzi rake richireba. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “ ‘Mazuva ose okupika kwake kwokuzvitsaura hapana chisvo chichashandiswa kuveura musoro wake. Anofanira kuva mutsvene kusvikira nguva yokutsaurirwa kwake kuna Jehovha yapera; anofanira kurega bvudzi romusoro wake rirebe. Ver Capítulo |