La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 5:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 kana ɀimŋe murume aciŋge aɓatwa nomŋeya weshuŋgu, aneshuŋgu nomukadzi wake; ipapo unofanira kuisa mukadzi pamberi paJehova, muprista agomuitira nomurairo uyu wose.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 kana zvimwe murume achinge abatwa nomweya weshungu, ane shungu nomukadzi wake; ipapo anofanira kuisa mukadzi pamberi paJehovha, mupristi agomuitira nomurayiro uyu wose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 uye kana murume apindwawo nomweya weshanje, oitira mukadzi wake shanje. Ngaaunze mukadzi wake pana Tenzi, mupristi aite kune mukadzi iyeyo zvose zvinorehwa nomurawo uyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 uye kana murume apindwawo nomweya weshanje, oitira mukadzi wake shanje. Ngaaunze mukadzi wake pana Tenzi, mupristi aite kune mukadzi iyeyo zvose zvinorehwa nomurawo uyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 uye kana murume akava neshanje nokuda kwokufungira mukadzi wake. Muprista anofanira kumumisa pamberi paJehovha agotevedza murayiro uyu wose kwaari.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 5:30

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios