Numeri 4:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari vakaȿika ɀuru ɀisere namazana mashanu namakumi masere. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 vakasvika zviuru zvisere, mazana mashanu namakumi masere. Ver Capítulo |