Numeri 3:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋari ʋarume ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀinomŋe namazana mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Vakaverengwa kwavari, vari varume vose vakaverengwa vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvinomwe namazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uwandi hwavanhurume vavo vakaverengwa vaye kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Uwandi hwavanhurume vavo vakaverengwa vaye kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kuwanda kwavanhurume vose vaiva nomwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa kwaisvika zviuru zvinomwe, namazana mashanu. Ver Capítulo |