Numeri 2:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necimŋe namazana mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechimwe namazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nechimwe chete namazana mashanu. Ver Capítulo |