La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 2:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ƃoka rake, naʋose ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Boka rake, navose vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi matatu nezvishanu, namazana mana.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 2:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios