Numeri 2:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mashanu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. Ver Capítulo |