Numeri 10:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Pakutaŋga mureza weɓoka raʋana ʋaJuda wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naNashoni, mŋanakomana waAminadabi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Pakutanga mureza weboka ravana vaJudha wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naNashoni, mwanakomana waAminadhabhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu vomureza wedzinza raJudha ndivo vakatanga kufamba vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naNahishoni mwanakomana waAminadhabhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu vomureza wedzinza raJudha ndivo vakatanga kufamba vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naNahishoni mwanakomana waAminadhabhi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mapoka omusasa waJudha ndiwo akatanga kuenda, pasi pomureza wavo. Nashoni mwanakomana waAminadhabhi akanga achivatungamirira. Ver Capítulo |