Numeri 10:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakataŋga kufamba seɀaʋakarairwa naJehova nomuromo waMosesi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Vakatanga kufamba sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nguva ino, kwokutanga, vakafamba sezvavakanga varayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi. Ver Capítulo |