Numeri 1:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu neɀitatu namazana mashanu namakumi mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200246 vose vakaverengwa vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vose pamwechete vaikwana mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona46 Vose pamwechete vaikwana mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Vose vakaverengwa vakasvika zviuru mazana matanhatu nezvitatu, namazana mashanu ana makumi mashanu. Ver Capítulo |