Numeri 1:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaBenjamini, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaBhenjamini, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaBhenjamini vaisvika zviuru makumi matatu nezvishanu, namazana mana. Ver Capítulo |