La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 7:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nyama yakaɓatana necinhu cisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomŋoto. Asi imŋe nyama mumŋe nomumŋe wakanatswa uŋgaidya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nyama yakabatana nechinhu chisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomoto. “Asi imwe nyama mumwe nomumwe wakanatswa ungaidya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 “ ‘Nyama inogunzva chisina kucheneswa haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa. Kana iri imwe nyama, munhu wose akacheneswa anogona kuidya.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 7:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios