La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 6:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 ɀino muprista amuyananisire pamberi paJehova, akaŋganwirwe pamsoro pemhoȿa ipi neipi yaakaita.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 zvino mupristi amuyananisire pamberi paJehovha, akanganwirwe pamusoro pemhosva ipi neipi yaakaita.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mupristi anofanira kumupirira mupiro wokupfupira zvitadzo pana Tenzi aregererwe.” Munhu iyeyo anoregererwa chaakakanganisa panyaya dzezvinhu zvingakanganiswe navanhu vachipara mhosva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mupristi anofanira kumupirira mupiro wokupfupira zvitadzo pana Tenzi aregererwe.” Munhu iyeyo anoregererwa chaakakanganisa panyaya dzezvinhu zvingakanganiswe navanhu vachipara mhosva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Nenzira iyi muprista achamuyananisira pamberi paJehovha uye acharegererwa pane zvose zvaakaita zvakamuita kuti ave nemhosva.”

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 6:7

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios