Mupiro 6:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kana akanoŋga cakaŋga carashika, akanyeŋgera paciri, akapika nhema; pacinhu cipi necipi caɀose iɀo, kana munhu aciŋge aita akatadza paciri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 kana akanonga chakanga charashika, akanyengera pachiri, akapika nhema; pachinhu chipi nechipi chazvose izvo, kana munhu achinge aita akatadza pachiri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kana kuti owana chinhu chomumwe chakarashika, onyepa achipika zvenhema zvake nezvacho, kana sezvinongoitwa navanhu mune zvimwe zvizhinji zvavanoita vachizotadza, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 kana kuti owana chinhu chomumwe chakarashika, onyepa achipika zvenhema zvake nezvacho, kana sezvinongoitwa navanhu mune zvimwe zvizhinji zvavanoita vachizotadza, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kana kuti akawana nhumbi dzakarasika akareva nhema pamusoro padzo, kana kuti akapika nhema kana kuti akaita chivi chipi zvacho chingaitwa navanhu, Ver Capítulo |