La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Kana munhu akatadza, akaɗarika murairo waJehova, akanyeŋgera wokwake pacinhu caakaŋga apiwa kuceŋgeta, kana cakaŋga caiswa paruʋoko rwake, kana pakumuɓira, kana pakumanikidza wokwake;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Kana munhu akatadza, akadarika murayiro waJehovha, akanyengera wokwake pachinhu chaakanga apiwa kuchengeta, kana chakanga chaiswa paruoko rwake, kana pakumubira, kana pakumanikidza wokwake;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Ngatiti munhu atadzira Tenzi, akatadza kuve munhu anovimbika kwaari nokunyengedza kwaanoita mumwe wake panyaya dzokubatiswa zvinhu, kana dzokuchengeteswa zvinhu, kana dzokupamba zvinhu, kana dzokuwana zvinhu kune mumwe wako nomutoo usina kunaka,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Kana mumwe akatadza uye akasavimbika kuna Jehovha nokunyengedza muvakidzani wake pazvinhu zvaakachengeteswa, kana zvaakabatiswa kana zvakabiwa, kana kuti akamubiridzira,

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 6:2

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios