La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 5:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Kana akaŋga aɓata ɀisakanaka ɀomunhu, kana ɀiri ɀisakanaka ɀipi neɀipi akaȿiɓiswa naɀo, ɀikasazikanwa naye; kana akazoɀiziʋa, ucaʋa nemhoȿa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Kana akanga abata zvisakanaka zvomunhu, kana zviri zvisakanaka zvipi nezvipi akasvibiswa nazvo, zvikasazikanwa naye; kana akazozviziva, achava nemhosva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Kana kuti munhu abata chinon'oresa munhu chingave chin'orwa chipi nechipi zvacho chin'oresa munhu mukusaziva, paanozongoziva zvaaita anobva ava nemhosva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 “Kana kuti munhu abata chinon'oresa munhu chingave chin'orwa chipi nechipi zvacho chin'oresa munhu mukusaziva, paanozongoziva zvaaita anobva ava nemhosva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “ ‘Kana kuti akabata zvisakachena zvavanhu, chinhu chipi zvacho chinoita kuti asava akachena, kunyange asingazvizivi, paanozozviziva, achava nemhosva.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 5:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios