La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 4:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino ŋgaabvise mafuta ayo ose, seɀinobviswa mafuta eɀipiriso ɀokuyananisa naɀo, muprista agoapisa pamsoro peartari, ciʋe cinhu cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova; muprista unofanira kumuyananisira, akaŋganwirwe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino ngaabvise mafuta ayo ose, sezvinobviswa mafuta ezvipiriso zvokuyananisa nazvo, mupristi agoapisa pamusoro peatari, chive chinhu chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha; mupristi anofanira kumuyananisira, akanganwirwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Ngaabvise mafuta ayo ose sokubviswa kunoitwa mafuta ezvibayiro zvokuwadzana. Mupristi ngaapisire mafuta iwayo paatari, kunhuhwirira kwawo kufadze Tenzi. Saka mupristi acharipira chitadzo chake iye anobva aregererwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Ngaabvise mafuta ayo ose sokubviswa kunoitwa mafuta ezvibayiro zvokuwadzana. Mupristi ngaapisire mafuta iwayo paatari, kunhuhwirira kwawo kufadze Tenzi. Saka mupristi acharipira chitadzo chake iye anobva aregererwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Achabvisa mafuta ose sokubviswa kunoitwa mafuta pachibayiro chokuwadzana uye muprista achazvipisa paaritari sezvinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha. Nenzira iyi muprista achamuyananisira uye acharegererwa.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 4:31

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios