La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 4:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana munhu akatadza nokusaziʋa pacinhu cimŋe ceɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, akaita cimŋe caɀo;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana munhu akatadza nokusaziva pachinhu chimwe chezvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akaita chimwe chazvo;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Zvingaitike kuti munhu anotadzira Tenzi, mukusaziva, achityora mutemo wake achiita zvinorambidzwa nomutemo.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Zvingaitike kuti munhu anotadzira Tenzi, mukusaziva, achityora mutemo wake achiita zvinorambidzwa nomutemo.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Uti kuvana veIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatadza nokusaziva akaita zvisingabvumirwi pamurayiro upi zvawo waJehovha,

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 4:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios