La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 3:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana cipo cake ceciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa ciri ceɀipfuwo ɀiɗuku, kana uri mukono kana hadzi, ŋgaaʋuye necisinemhoȿa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Kana chipo chake chechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa chiri chezvipfuwo zviduku, kana uri mukono kana hadzi, ngaauye nechisina mhosva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kana mupiro wake wokuwadzana kuna Tenzi uri wehwai kana mbudzi, hono kana hadzi, ngaive isina chinoshoreka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kana mupiro wake wokuwadzana kuna Tenzi uri wehwai kana mbudzi, hono kana hadzi, ngaive isina chinoshoreka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “ ‘Kana achipa gwai sechipiriso chokuwadzana kuna Mwari anofanira kupa gono kana gadzi risina kuremara.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 3:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios