La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 24:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Unofanira kugadzira mŋenje pacigadziko cakaiȿo‐naka ŋguʋa dzose pamberi paJehova.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Anofanira kugadzira mwenje pachigadziko chakaisvonaka nguva dzose pamberi paJehovha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Nguva dzose ngaachengetedze marambi iwayo, epachigadzikiro chemwenje chendarama chaiyo chiya achivheneka pana Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mwenje iri pachigadziko chomwenje chegoridhe rakaisvonaka chiri pamberi paJehovha inofanira kuchengetedzwa nguva dzose.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 24:4

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios