Mika 5:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo ʋakasara ʋaJakobo ʋacaʋa pakati pamarudzi mazhinji aʋanhu seɗoʋa rinobva kunaJehova, semvura inonaya paʋuswa, ɀisiŋgamiriri munhu kana kugarira ʋanakomana ʋaʋanhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 “Ipapo vakasara vaJakobho vachava pakati pamarudzi mazhinji avanhu sedova rinobva kuna Jehovha, semvura inonaya pauswa, zvisingamiriri munhu kana kugarira vanakomana vavanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Chitsama chevokwaJakobho chinenge chazosara chichazova mukati mendudzi nendudzi dzavanhu, chichiva sedova rinobva kuna Tenzi uye sehore dzemvura pauswa zvisingambomirira zvazvo kana vanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Chitsama chevokwaJakobho chinenge chazosara chichazova mukati mendudzi nendudzi dzavanhu, chichiva sedova rinobva kuna Tenzi uye sehore dzemvura pauswa zvisingambomirira zvazvo kana vanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakasara vaJakobho vachava pakati pamarudzi akawanda, sedova rinobva kuna Jehovha, sokunaya kwemvura pauswa, zvisingamiriri munhu kana kugaririra vanhu. Ver Capítulo |