Mika 3:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 imi, munodya ʋo nyama yaʋanhu ʋaŋgu, muciȿuʋura ganda raʋo, munovuna mafupa aʋo, muciaguranya, seɀinoiswa muhari, senyama iri mugate. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 imi, munodyawo nyama yavanhu vangu, muchisvuura ganda ravo, munovhuna mapfupa avo, muchiaguranya, sezvinoiswa muhari, senyama iri mugate. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Munodya vanhu vangu nyama, muchivakwatura ganda imi. Muchivatyora-tyora mapfupa muchivajajada senyama mupoto, senyama zvayo mumazibhodho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Munodya vanhu vangu nyama, muchivakwatura ganda imi. Muchivatyora-tyora mapfupa muchivajajada senyama mupoto, senyama zvayo mumazibhodho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 munodya nyama yavanhu vangu, munobvisa ganda ravo, muchivhuna mapfupa avo kuita zvidimbu; munovatema-tema senyama yokuisa mupani, senyama yomuhari?” Ver Capítulo |