Mateo 9:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Asi ʋaFarise ʋakati: Unoɓuɗisa mŋeya yakaipa nomukuru wemŋeya yakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Asi vaFarisi vakati, “Anobudisa mweya yakaipa nomukuru wemweya yakaipa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi vaFarisei vakati, “Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi vaFarisei vakati, “Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi vaFarisi vakati, “Anodzinga madhimoni nomukuru wamadhimoni.” Ver Capítulo |