La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 9:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Meso aʋo akaȿinudzwa. Jesu akaʋaraira ɀikuru, akati: Cenjerai kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Meso avo akasvinudzwa. Jesu akavaraira zvikuru, akati, “Chenjerai kuti zvirege kuzikanwa nomunhu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Uye meso avo akabva asvinudzwa. Jesu akavayambira chaizvo achiti, “Onai kuti hapana achazviziva izvi.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 9:30

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios