Mateo 9:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ʋamŋe ʋaʋanyori ʋakati mumŋoyo yaʋo: Munhu uyu unomhura Mŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Zvino vamwe vavanyori vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu anoshonha Mwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vachinzwa izvi, vamwe vadzidzisi vemirayiro vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu ari kumhura Mwari!” Ver Capítulo |