La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 9:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino wakaɓata meso aʋo, akati: Muitirwe pamakatenda napo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino akabata meso avo, akati, “Muitirwe sokutenda kwenyu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ipapo akabata meso avo uye akati, “Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 9:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios