Mateo 9:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jesu wakati acibva’po, mapofu maʋiri akamuteʋera, akaɗanidzira, aciti: Mŋanakomana waDavidi, tinzwirei ŋgoni! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jesu akati achibvapo, mapofu maviri akamutevera, akadanidzira, achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwirei ngoni!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jesu paakabva ipapo, varume vaviri vaiva mapofu vakamutevera vachidaidzira zvikuru vachiti, “Tinzwireiwo tsitsi, Mwanakomana waDhavhidhi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Jesu paakabva ipapo, varume vaviri vaiva mapofu vakamutevera vachidaidzira zvikuru vachiti, “Tinzwireiwo tsitsi, Mwanakomana waDhavhidhi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Jesu akati achibvapo, akateverwa navarume vaviri vakanga vari mapofu, vaishevedzera vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!” Ver Capítulo |