Mateo 8:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 aciti: Ishe, muranda waŋgu uʋete kumba, akafa mitezo, asi unotambudzika kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 achiti, “Ishe, muranda wangu avete kumba, akafa mitezo, asi anotambudzika kwazvo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akasvikoti, “Ishe, muranda wangu arere kumba, akafa mitezo, uye ari kurwadziwa zvikuru.” Ver Capítulo |