Mateo 8:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akati kwaari: Tarira, usaʋudza munhu; asi enda, uɀiratidze kumuprista, uɓayire cipo cakarairwa naMosesi, ciʋe capupu kwaʋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akati kwaari, “Tarira, usaudza munhu; asi enda, uzviratidze kumupristi, ubayire chipo chakarairwa naMosesi, chive chapupu kwavari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akati kwaari, “Usawane waunotaurira. Asi enda undozviratidza kumupristi upire chipo chakatemwa naMosesi, kuti chive chapupu chako kuvanhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akati kwaari, “Usawane waunotaurira. Asi enda undozviratidza kumupristi upire chipo chakatemwa naMosesi, kuti chive chapupu chako kuvanhu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo Jesu akati kwaari, “Ona kuti hapana waunotaurira uye ugopa chipo chakarayirwa naMozisi sechapupu kwavari.” Ver Capítulo |