La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 8:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Tinemhaka yeiko nemi, Mŋanakomana waMŋari? Maʋuya pano kuzotirwadzisa, ŋguʋa isati yaȿika here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino vakadanidzira, vachiti, “Tinemhaka yeiko nemi, Mwanakomana waMwari? Mauya pano kuzotitambudza, nguva isati yasvika here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vakabva vazhamba vachiti, “Unei nesu, Mwanakomana waMwari. Wauya kuzotirwadzisa here nguva isati yasvika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Vakabva vazhamba vachiti, “Unei nesu, Mwanakomana waMwari. Wauya kuzotirwadzisa here nguva isati yasvika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Vakadanidzira vachiti, “Munodeiko kwatiri, Mwanakomana waMwari? Mauya kuzotirwadzisa here iyo nguva yakatarwa isati yasvika?”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 8:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios