La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 8:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Akati kwaʋari: Munotyireiko, imi ʋokutenda kushoma? Ɀino akamuka, akaraira mitutu neguŋgwa; kudzikama kukuru kukaʋa’po.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Akati kwavari, “Munotyireiko, imi vokutenda kushoma?” Zvino akamuka, akaraira dutu negungwa; kudzikama kukuru kukavapo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Jesu akati kwavari, “Ko munotyireiko mukadaro? Inga muri vanhu vechitendero chidiki!” Akabva asimuka akatsiura dutu riya negungwa kukabva kwanyatsoti dzikadzika kunyarara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Jesu akati kwavari, “Ko munotyireiko mukadaro? Inga muri vanhu vechitendero chidiki!” Akabva asimuka akatsiura dutu riya negungwa kukabva kwanyatsoti dzikadzika kunyarara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Akavapindura achiti, “Imi vorutendo ruduku, munotyireiko kudai?” Ipapo akasimuka akatsiura mhepo namafungu uye kukadzikama kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Mateo 8:26

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios