Mateo 8:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kuti ɀiitike ɀakarebga nomuprofita Isaya, aciti: Iye wakatora ʋutera bgeɗu, akatakura marwere eɗu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Kuti zviitike zvakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, “Iye akatora utera hwedu, akatakura zvirwere zvedu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Izvi zvaizadzisa zvakanga zvataurwa kubudikidza nomuprofita Isaya zvichinzi: “Akatakura utera hwedu hwose uye akatakura zvirwere zvedu zvose.” Ver Capítulo |