Mateo 8:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati aɓuruka pagomo, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Akati aburuka pagomo, vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Akati aburuka kubva mugomo, vanhu vazhinji vakamutevera. Ver Capítulo |