Mateo 7:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Jesu wakati apedza mashoko iwaya, ʋanhu ʋazhinji ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Jesu akati apedza mashoko iwaya, vanhu vazhinji vakashamiswa nokudzidzisa kwake; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi vazhinji vaivapo vakashamiswa nokudzidzisa kwake, Ver Capítulo |