La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 7:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikaʋuya, mitutu ikavuvuta, ikaroʋa imba iyo; ikasawa, nokuti yakaŋga yakateyiwa paruware.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, madutu akavhuvhuta, zvikarova imba iyo; ikasawa, nokuti yakanga yakavakirwa paruware.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mvura yanaya, mafashamo akauya; dutu rikavhuvhuta richiroverera pamba iyoyo; asi haina kuwa nokuti yakanga yavakirwa paruware.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Mvura yanaya, mafashamo akauya; dutu rikavhuvhuta richiroverera pamba iyoyo; asi haina kuwa nokuti yakanga yavakirwa paruware.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya, asi haina kuputsika, nokuti hwaro hwayo hwaiva paruware.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 7:25

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios