La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 6:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 asi ndinoti kwamuri, kuti kunyaŋge naSoromoni pakubginya kwake kwose, haana‐kushoŋgedzwa serimŋe rawo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 asi ndinoti kwamuri, kuti kunyange naSoromoni pakubwinya kwake kwose, haana kushongedzwa serimwe rawo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Asi ndinokuudzai kuti kunyange naSoromoni mukubwinya kwake kwose, haana kumboshonga serimwe ramaruva aya.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 6:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios