Mateo 5:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Naiɀoɀo muʋe ʋakakwana, saƋaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga ʋakakwana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 “Naizvozvo muve vakakwana, saBaba venyu vari kudenga vakakwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Naizvozvo, ivai vakakwana, sezvo Baba venyu vari kudenga vari vakakwana. Ver Capítulo |