Mateo 5:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀakanzi ʋo: Aninani unorasha mukadzi wake, ŋgaamupe rugwaro rwokumuramba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Zvakanziwo, ‘Ani naani anoramba mukadzi wake, ngaamupe rugwaro rwokumuramba.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Zvakanziwo uyo anoramba mukadzi wake ngaamupe tsamba yegupuro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 “Zvakanziwo uyo anoramba mukadzi wake ngaamupe tsamba yegupuro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Zvakanzi, ‘Ani naani anoramba mukadzi wake anofanira kumupa gwaro rokurambana.’ Ver Capítulo |