La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 akati kwaari: Iɀi ɀose ndicakupa, kana ukawira pasi ukandinamata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

9 akati kwaari, “Izvi zvose ndichakupa, kana ukawira pasi ukandipfugamira.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 akati, “Zvose izvi ndichakupa kana ukandikotamira uye ukandinamata.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 4:9

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios