La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 3:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino tarira, inzwi rakabva kuɗeŋga, riciti: Uyu ndiye Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, wandinofarira!

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira!”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Inzwi rakabva kudenga richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wandinoda, wandinofarira.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 3:17

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios