La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 28:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kurumidzai muende mundoʋudza ʋadzidzi ʋake, kuti wakamuka kuʋakafa; tarirai unokutuŋgamirirai Garirea, mucandomuʋona’po. Tarirai, ndakuʋudzai.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Kurumidzai muende mundoudza vadzidzi vake, ‘Kuti akamuka kuvakafa;’ tarirai anokutungamirirai Gariria, muchandomuonapo. Tarirai, ndakuudzai.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvino chiendai nokukurumidza mundoudza vadzidzi vake kuti amuka muvafi. Arikufanokutungamirirai kuGarirea. Muchamuona ikoko. Hezvoka ndakutaurirai.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Zvino chiendai nokukurumidza mundoudza vadzidzi vake kuti amuka muvafi. Arikufanokutungamirirai kuGarirea. Muchamuona ikoko. Hezvoka ndakutaurirai.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Zvino kurumidzai muende kundoudza vadzidzi vake kuti, ‘Amuka kubva kuvakafa uye kuti afanotungamira kuGarirea. Muchanomuona ikoko.’ Zvino ndakuudzai.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 28:7

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios