Mateo 28:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋarindi ʋakaɗeɗera ʋacimutya, ʋakaita saʋakafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanyakugaririra vakadedera vachimutya, vakaita savakafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mapurisa aya akadedera nokumutya vakati papata sokunge vafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mapurisa aya akadedera nokumutya vakati papata sokunge vafa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Varindi vakamutya kwazvo zvokuti vakadedera vakaita savanhu vafa. Ver Capítulo |