Mateo 27:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ʋamŋe ʋakati: Regai, timboʋona kana Eria acizoʋuya kumuponesa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 Vamwe vakati, “Regai, timboona kana Eria achizouya kumuponesa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Vamwe vakati, “Zvino musiyei ari oga. Regai tione kana Eria achiuya kuzomuponesa.” Ver Capítulo |