La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 27:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po, ʋaciɀinzwa, ʋakati: Uyo unoɗana Eria.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Vamwe vakanga vamirepo, vachinzwa, vakati, “Uyo anodana Eria.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Vamwe vakanga vamirepo vakati vanzwa izvozvo, vakati, “Ari kudana Eria.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 27:47

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios