La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 27:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Pirato akati kwaʋari: Ndicagoiteiko naJesu, unonzi Kristu? Ʋose ʋakati kwaari: Ŋgaaroʋerwe pamucinjikwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Pirato akati kwavari, “Ndichagoiteiko naJesu, anonzi Kristu?” Vose vakati kwaari, “Ngaaroverwe pamuchinjikwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Pirato akati kwavari, “Ko ndoitei naJesu anonzi Kristu?” Vose vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Pirato akabvunza akati, “Zvino ndichaiteiko naJesu anonzi Kristu?” Vakapindura vakati, “Ngaarovererwe pamuchinjikwa!”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 27:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios