La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 26:71 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

71 Ɀino wakati aɓuɗa pasuʋo, mumŋe mushandiri akamuʋona, akati kunaʋaiʋa’po: Uyu munhu wakaŋga anaJesu weNazareta.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

71 Zvino akati asvika kusuo, mumwe mushandirikadzi akamuona, akati kunavaivapo, “Uyu munhu akanga ana Jesu weNazareta.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

71 Paakaenda kumusuo woruvanze, mumwewo musikana webasa akamuona. Akati kune vakanga vamirepo, “Murume uyu akanga ana Jesu weNazareti.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

71 Paakaenda kumusuo woruvanze, mumwewo musikana webasa akamuona. Akati kune vakanga vamirepo, “Murume uyu akanga ana Jesu weNazareti.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

71 Ipapo akabuda akandomira pasuo apo paakaonekwa nomumwe musikana uyo akati kuvanhu vose vaivapo, “Murume uyu akanga ari pamwe chete naJesu weNazareta.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 26:71

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios